Quantcast
Viewing all articles
Browse latest Browse all 30665

Ndakaita husiku hwese ndakamufongoresa ndichiita kuzhaka beche nemboro!

Ndakaita husiku hwese ndakamufongoresa ndichiita kuzhaka beche nemboro! Nyaya yacho yakatanga musi weTuesday last week, ndakamukira kumakombe ndichida kutora passport. Munongozivawo malines aiyitika ikoko, kumashure kwangu kwakabva kwamira kamwe kamukedha. Saka kakanga kasingazivewo maprosess acho, isu taive tamboudzwawo nevamwe saka kaidea unenge unako mbichana. Kakatanga nevet manje “do you have a passport photo size” isu vanamuseyamwa ndakangoti “yes” ko chirungu handinyatsogona zvikabva zvanzi “This is your first time” ndakabva ndati yes. Ndakanzwa munhu akuti “what is you name” handina kukakama “ndakangoti kumaraini kwangu vanonditi Sugar” kakabva kaseka ndakashamisika kuti munhu arikutonakirwa nezita rangu, zvikanzi are you that sweet kuti vanhu vakudeedza that. Takatanga kuzofamba tese tichibatsirana kugadzirisa maphotocopy.

Takuswera tese and time yekupesana ndipo paakandibvunza kwandaisevenza. Ndakati handisevenze ini. Zvikanzi “so you are a rovha” apa kachiseka ndikati “yes yes”. Kakabva kati chitora my fone number uzondifonera. Ini ndikati hakuna iyoyo “no sister you have to call me, i dont have airtime so i have to  give you my number.” kakabva kaseka ndokubva katora number dzangu. Manje nhasi ndanga ndakatogara hangu ndikabva ndanzwa foni kuringer. Kutarisa kudai ndaona inew number. Ndavhunduka ndikati zvipande zviye ma1. Ndangodaira ndichiti “ndiyani!” nevoice rinekakutyisidzira mukati. Ndakanzwa nekavoice kamwe kaye kaye kanomisa mboro kaye kaye “iiii you almost forget me. Its Precious from Avondale. Do you still remember that day at Makombe” ndakabva ndakumbira ruregerero fast. Takazotaura dzinenge 3 mins phone ndokubva yakata. Abva afona neland line. Ndopaandiudza kuti arifree kana ndichida ndinogona kumuwona mutown. Ndakamuudza kuti handina mari ye combi zvikanzi kwereta. Ndakangotiwo rega ndingoendawo ko ndingadii. Takasangana mutown ariega ndokubva ndapinzwa mutumashops twakati wandei ndichitengerwa tunonaka. Zvakazonzi handei kumba unoona kwandinogara. Zita rangu ranga richingonzi Sugar. Ini sezvo chirungu chichindivhara ndanga ndichingobatanidza batanidza kuti zviite.

continue reading on next page…


Viewing all articles
Browse latest Browse all 30665

Trending Articles