Kana mukadzi akutunda pakusvirwa unoona neyi?
Pese pese mapedza kuisana itai tsika yokubvunzana kuti zvange zvichinaka sei uye mese manzwa sei pazviri. Chero mukazobvunzana mangwana. Zvinoita mujaire kutaura nyaya idzi mumba menyu uye muudzane zvinonaka nezvisinganyanyi kunaka.
Kana mukadzi atunda anokuudza kuti atunda. Hapana chinganzi chinoonekwa. Kuisana kunoitika nguva dzakasiyana zvokuti pamwe kwasviba chokuona hapana. Murume anoonekwa nokubuda hurume. Chero murume unongoziva kuti pano ndapiwa huronyo nekuti humwe hwacho hunochururuka huchibuda mubeche.
Vakadzi vakawanda hapana chinobuda asi vamwe unonzwa mhasuru dzebeche dzichiswinya mboro kana kunzwa kupfuura mukati mebeche. Vamwe ndivo vanoita kugwinha kunge vanhu vabatwa nemagetsi.
Varume comment mutiudzewo kuti venyu vakadzi munonzwa sei kana vakutunda!