Quantcast
Channel: Page not found – Masasi eHarare
Viewing all articles
Browse latest Browse all 30665

Ndanga ndisingazivi kuti chikapa chinoitwa sei – Ndingabvisa sei kunyara pabonde?

$
0
0

Ndanga ndisingazivi kuti chikapa chinoitwa sei. Ndakazonzwa vamwe vachitaura asi ini kutara chokwadi ndinonyara kuita zvakadaro. Murume anoti handitaridzi kuda asi ini handizivi kuti ndingaita sei. Ndinonyara. Ndingabvisa sei kunyara pabonde? Ndava nemwedzi mina ndatanga kugara nemurume.

Nyaya yako yakanofanana nokuti murume wako ouya pano kuzobvunza kuti angaita sei kuti asasvoda kukukoira. Iwe ungazvitora sei kana murume wako akangopinza mboro yake obva ati anonyara kukoira ongomirira iwewo wakamirira kusvika mese mabhowekana nazvo mongorara hope.

Mangwana ndizvozvo mangwana ndizvozvo kugopera mwedzi mina makadaro. Usatinyadzisa iwe. Chiuno unacho. Tanga zvinyoronyoro, mangwana woti wedzerei, kuswera mangwana woti wedzerei, uchingodaro kusvika wava kugona kuita usinganyare nazvo. Unganyare munhu wawabvisira bhurugwa ari kutoona paari kupinza mboro here?


Viewing all articles
Browse latest Browse all 30665

Trending Articles



<script src="https://jsc.adskeeper.com/r/s/rssing.com.1596347.js" async> </script>