Pane mai vakauraiwa nemurume wavo, Zverufu rwemukadzi uyu zvakazozivikanwa nezuro
Chakaitika ndechekuti mukadzi uyu akaurawa ndokuputiridzwa nemagumbeze maviri ndokufushirwa mugomba vaida kuitwa toilet iri ranga risina kudzika zvakanyanya zve about 1 and half metres ndokuisirwa mamwe majuzi ake pamusoro ndokufushirwa akadaro
Kubva musi wazvaitika vavakidzani vakaudzwa nemurume wake kuti akanga aenda kumusha ukuwo vekumusha vaiti mwana ari kuharare nemurume wake
Saka zvakazoitika mai vemukadzi kumusha vakafonera ku Harare kuti vanzwe kuti vamwe vari sei ndokuudzwa kuti akauya ikoko kumusha saka zvakakonzera kuti paite kusagadzikana mumhuri kuti ko munhu ari kupi
Mwanasikana wemufi akazongosvikawo pagomba rakafushirwa amai vake achitofambawo zvake ndokuona juzi raiwanzopfekwa namai vake saka pakada kuti aridhonze akaritadza ndokuzoudza vanhu nezuro wacho
Vanhu pavakaridhonza pakabva pabuda