According to this Facebook Post, they were married and broke up… the man married again and then they started cheating on the new wife. Anyways here is the confession we found in one of our favourite Facebook Groups.
Ndiri mukadzi akabva kuita divorce, makore 42 ex husband 45. Vana tine 3 (20,16 n 13). So tisati tarambana kana kuti regai nditi chakaita kuti tirambane, ndaka bata kuti murume anga ava ne small house. Msikana uyu is 23yrs old. Izvi ndakazvi bata patove ne 4years.
Ndakambo shinga achiti vano siyana asi ndakatozonzwa kwava nemimba mwana wacho atove ne 2years. Pandakanzwa zvemimba ndakabva ndati tht is ndokugura muchato. Murume haana kupedza nguva akabva ato roora mistress vake, vava ne 2 years varoorana.
Nyaya yazondi svitsa pano ndeiyi. Ex murume vakandi pinzira foni sefani, kwanzi ndasuwa kumbo taura zvisinei nevana lets do coffee ndikabvuma. Taka taura zvatange tisati tamboita imi. Handito zive kuti takazo svika sei patiri but kutaura kuno we are having an affair and mukadzi wake haazive. Ndingave ndiri kutadza here? Ndioneseiwo cuzzins.
How would you advise a woman with such a story? Is it her fault that she is in this position right now and does the new wife deserve to have a taste of her own medicine? Be sure to tell us in the comments.
In Other News – Woman Caught At Cresta Lodge With A Married Man – VIDEO
The woman in the video below was caught at Cresta Lodge while performing small house duties, the woman who was only identified as Lucy ran for her dear life as the main woman charged at her.
The woman wearing nothing but her earrings ran downstairs faster than Bolt, proving that only circumstances can make you an instant Olympian. Harare has been named the city of Mjolo following the recent rampage cheating done by prominent businessmen and cleric prophets including Prophet Passion Java. Watch video
The post I am cheating with my ex-husband after he married a Slay Queen appeared first on Mbare Times.