Ndakasvira sisi vemukadzi wangu mumwe musi vauya kuzosara nevana mukadzi wangu ayenda out nebasa.
I was happily married hangu ndine mukadzi akanaka tine mwana one Junior, mumwe musi mukadzi wangu came home akandiudza kuti ainge achiyenda out nebasa for 3 days saka adeedza sister yake kuti iwuye kuzosara nemwana for those days dzaanenge asipo. Zvainge zviri zvebasa saka handina kuramba ndichibva ndati it’s okay, sisi vemukadzi wangu vakasvika iri Friday masikati apa mukadzi wangu ayinge atoyenda zvekuti pandikazosvika kumba Jnr ainge atobva kuchikoro ndakasvika achitotamba nasisi vemukadzi wangu.
Takamhoresana ndokubva vayenda kukitchen kuno pakura, takadya hedu ndokutanga kutaura nyaya ndipo pavakabva vandifungisa zvakudhara kuti ndainge ndatanga kunyenga ivo then pavakandiramba ndipo pandakazonyenga munin’ina wavo, mukadzi wangu now. Ndakaseka zvikanzi ndakakuramba one day the next wainge watonyenga muni’ina wangu, If only you knew kuti ndaida to give you a chance but I thought uchadzoka futi but wakabva wadiwa nasisi vangu saka I could get in between you guys and the fact yekuti I see you guys are happy makes me happy.
Mwana akabva ayenda kunorara ndokubva tasara takagara hedu as nyaya continued apa ndainge ndakunwa doro rangu zvangu, me and my castle lite tainge tiri shamwari and mukadzi wangu ainwa savanna dry ndipo pandikawona sisi vayenda kufridge vakadzoka vakabatawo ravo beer tichibva tanwa, handina kuziva kuti maybe it was first time yavo coz pa bottle number 2 vainge vakutoita kunge munhu anwa six pack ye savanna dry yese. Vakabva vatanga kuti bamunini huyai titambe ndichibva ndaramba ndikati wadhakwa iwewe zvichibva zvanzi saka ndichakutambirai ndega.