Quantcast
Channel: Page not found – Masasi eHarare
Viewing all articles
Browse latest Browse all 30665

Mukadzi Anoda Kusvirwa Doggy but Haapisike! HELP!

$
0
0

Tete Molly – Ini ndiri murume anoda mudzimai wake uye tinodanana, tichinzwanana,dambudziko riripo nderekuti mukadzi wangu anoda dog-style,ini ndoidawo but kwete madirwo ainoitwa namadam.

Pekutanga ndakambonyara but ukaona ndakutaura zvanyanya.Madam havasi kupisika.Paye pavanofongora takuita dog madhodhi oga oga.Ndakambomutsiura akatsamwa,ndakatanga kutenga ma tissue akawanda but no change.

Pese paanoenda kutoilet,anotoenda netissue.Ndakushaya kuti arikurishandisei achigara aine madhodhi.

Mhinduro… Zvinofadza kuziva kuti unoda mukadzi wako and unoita zvaanofarira asi kana musina communication muchapedzisira masiyana. Taura nemukadzi wako again and start suggesting kuti ageze every night musati manorara, but ukatadza kumuudza since last time akatsamwa iwe pota uchigeza manheru iye kana akangwara achatangawo kugeza manheru musati manorara.


Viewing all articles
Browse latest Browse all 30665

Trending Articles