To all the ladies, Mukadzi gara uchizivawo kuti mazamu ako anotariswa nevarume kakawanda pazuva.
Mazamu anoonekwa kufuta pachipfuva chero mutarisi ari kure kure. Anobva atoziva kuti uri mukadzi, chero usina kupfeka dhirezi musi uyu. Saka mazamu ndiyo identity yedu isu vakadzi, so these days kune ma braa ano shaper neatly mazamu edu kuti titarisikewo sevanhu varinani even rakayamwiwa unoonekera mudikani, zvingatibatsira kuti mazamu edu agare ari in shape ana amai kana uchiyamwisa zamu ngarirege kuremerwa ne mukaka please ndapota, ukaona mukaka wawandisa zviri nani ukame, ma exercises anobatsira zvikuru, especially gym, swimming, kumhanya press ups they will keep u in shape zamu rinobva raita kakuoma, so I recommend you ladies kuti tisabva tazviita vanhu vemhanga mhanga.
Women vakaroorwa lets work on our shapes and body to be more attractive, they don’t care about their bodies as long vakaroorwa I beg ladies we have to change.