Quantcast
Channel: Page not found – Masasi eHarare
Viewing all articles
Browse latest Browse all 30665

Chinonyanyonakira Mukadzi chii kaBhinzi Kana Beche?

$
0
0

Apa ndiri kungotaura kuitira kuti varume vanzwisise nyaya yemufambiro wekunakirwa kwemunhukadzi .  Kana wanzwisisa woona wega zvokuita nenyaya yacho.  Chatisingadi ndechokuti murume onzwisisa obva angoita stress nazvo oshaya chokuita pazviri chinofambisa zvinhu mberi. Vakuru vakati “Apiwa njere apiwa hupfumi.”  Saka iwe kana waziva zvinoitika chiratidzawo kuti uri mupfumi.

Pano ndoda kokombeya kunakirwa kunoita mukadzi kunobva panzvimbo mbiri dzinoti bhinzi nebeche.  Chinonetsa kukombeya uku ndechokuti kana une murume maitiro ake panzvimbo idzi akasiyana.

Bhinzi pamukadzi chinhu chakaita sokuti paanga ari mudumbu muumbi akazana kugadzira mboro yomukomana ndokuzoti chiregai ndirege nokuti uyu musikana. Saka pachiri ndipo pamwepo pane mboro pavakomana. Kuratidzika kwayo kwakangofananazve nemboro, kungozosiyana kuti isu buri reweti riri pazasi pebhinzi revarume riri mukati memboro. Asi Bhinzi ine ganda rakangofanana neremboro asi redu rinonzi clitoralhood. Rakatofukidza bhinzi zvachose.

Kana mukadzi akatanga kuita zemo, bhinzi inotomirawo sezvinoita mboro asi kuti bhinzi idikidiki zvokuti kana wada kunzwisisa saizi yayo funga paya uri kuPrimary School muchishandisa penzura dzine marubber kumashure. Chirhabha chinenge chakabatira papenzura chiri mukati me chisimbhi. Chidimu cherhabha chinenge chichionekwa ndichochikuru zvishoma pa bhinzi yomukadzi. Tingati kutangira pa hafu ye sendimita kana zemo pasina. Asizve kune vamwe vakadzi vane chikuru kupfuura ipapo kusvika kuma 2 cm kana chakarara. Kuzoti mukadzi aita zemo chinokwanisa kukura zvakasiyanasiyana sezvinongoitawo mboro yemurume asi hazvizoiti kuti uwane mukadzi ane bhinzi inopfuura 5cm ane zemo.  Kana variko vashoma. Vakawanda bhinzi inongoita 1-2 centimetres.

Pamberi pese hapo panonaka kutamba napo, ndingangoti muchiuno mese mberi neshure, magaro napamberi pese nenyama dzese dzakabatana nechiuno, zvidya, dumbu,  zvese nokushure kwemabvi zvinonaka kana murume achitamba nazvo.  Pano tongoda kukombeya pabhinzi nebeche chete, zvimwe izvo tombosiya kwanhasi.

Murume kana achida kunyatso konekita nomukadzi wake uchinzwa mukadzi achiudza vanhu kuti ndakawana soul mate wangu, zvinowanikwa pakunzwisisa kuti switch yemukadzi ibhinzi  yake sezvakangoitawo varume . Kunzwisisa murume kuremekedza mboro yake, kunova ndiko kubvuma kuti iye murume ini ndiri mukadzi. Iyewo anofanira kubvuma kuti ndiri mukadzi iye murume saka ngaaremekedze bhinzi yangu. Murume asinganzwisisi kabhinzi akafana nomukadzi anoiginowa mboro.

Vakawanda vanofunga kuti beche ndiro key yeukadzi , asi ini ndoti ibhinzi. Tichitarisa kupedza kwemukadzi pakusvirana tinoona kuti  kana mukadzi akashandwa zvakanaka pabhinzi anokasira chose kupedza pane kuti akashandwa zvakanaka pabeche.  Toti mageza maenda kumubhedha iwe wageza nemvura inodziya kupfuura muviri saka muviri wati rukutu uye hauna chimwe chinokunetsa mupfungwa, murume akaziva makwiziro enyama dzakapoteredza kabhinzi achiziva kusveta mazamu zvine puresha kwayo haunonoki, kozoti akasvitsa rurimi pabhinzi, unoita souchatofa.

Kubeche uku shuwa kunoda kupinzwa mboro asi kune psychology yako yakatosiyana uye kunaka kwacho kwakasiyana mafambiro ako. Murume kuti apinze mboro ndini ndamuvhurura. Zvakafanana nevavhimi. Muvhimi akateya mhuka kana shiri, ikauya ikapinda mumuteyo wake, muvhimi ndiye anoti agona. Mhuka hapana chayagona. Isu vakadzi tinoteya murume kusvika apinda mumuteyo. Apindamo ini Kwii kumubata. Unoona makumbo aya anga akavhurwa, akochekerwa kuseri kweemurume. Maoko emukadzi abatirira murume, kumusunga mumuteyo kuti asabvapo asina kusiya chimwe chinhu ipapo. Beche ndiro rinoitisa mukadzi nomurume kuti vave pamwe chete. Murume kana ari mukati memukadzi ipapo ndewemukadzi.

 

Chinhu chese chipenyu chinogara muEnvironment yacho.Zvakadaro murume ari mandiri ndewangu.

Iyi possession ndiyo yatinodira kuti murume apinze mboro mubeche. Zvinonaka chose kana hana yako yakagadzikana uye uchinzwa kuda kushandisa chiuno, asi kunaka kwacho kunobva pakuti pakukoira, mboro ipinda inodhonzerera nyama dzokuno kubhinzi, pakubuda nyama dziya dzodzokera panzvimbo yadzo, achingodaro kunaka kuchiwedzera nokuti kuri kubva kuno kubhinzi.

continue reading on next page….


Viewing all articles
Browse latest Browse all 30665

Trending Articles



<script src="https://jsc.adskeeper.com/r/s/rssing.com.1596347.js" async> </script>