Quantcast
Channel: Page not found – Masasi eHarare
Viewing all articles
Browse latest Browse all 30665

Ndakanyatsovhurirwa beche rese zvikanzi tundai baba, nditundirei mukati chaimo!

$
0
0

Ndakanyatsovhurira beche rese zvikanzi  tundai baba, nditundire mukati chaimo! Iyo weekend yadarika iyi, ndakasvika pa 2019 ndichitotsvaga brother yangu, ndobva ndanzi varimo mukati, hameno ka function kaivamo but kanga kakazara vakadzi chete, ndaakupinda bva ndanzi hamusi kubvumidzwa varume i function yevakadzi chete, I spoke to door man bva ndamuudza kuti I only wanted to see my brother  who was the DJ musi wacho ndobva ndabuda, door man akada kuramba achijamuka ndikatozodonha $10, ndokuzondibvumidza kupinda.

Maiwee, the place was really full nezvimomz, apa zvaitamba majive akarasa muswe coz I suppose vainge vadhakwa most of them coz zvaiitika imomo umm, mahwan. Anyway, ndakaona blaz ndokubva vanditi ndivamirire tozoyenda tese kumba , ndokutanga kunwa zvangu ma savanna loco.Hameno chakangonditi nditarise mune imwe corner so, ndakabva ndaita mahweke neimwe momz, eish kune vamwe vanhu vakabatana zvinotodarika age yavo, ndakaramba ndakaitarisa apa yainge ichiverenga something am sure yaive pa Whatsapp chete, coz vaiyita kumbonyemwerera vega. Kunyeba handidi,masasi eharare mai yakanaka pachiso iyoyo.

The lady ari kuma late thirties kana ukamutarisa, akareba zviri pakati nepakati, asi chivhindikiti chemukadzi nekuti mukobvu, ane ma locks and ari very smart, she has 4 kidz the first one atoo nemhuri yakewo. Anyway izvozvo hazvina basa, ndakaramba ndakamutarisa so, then all of a sudden akasimudza musoro ndobva “Maziso edu akatarisana”. Akazviona ndobva atarisa pasi, ndakaramba ndakamutarisa zvangu, kwapera kanguva akatarisa futi ndobva aona ndakamutarisa, akabva afinyamisa kumeso, but I never gave up, akaramba achiita zve whatsapp yake, then the third time, she looked at me ndobva ndamupa sign yekuti  hande panze nemusoro, achibva aramba akatarisa then I did that twice, ndobva ndatotanga kufamba ndichienda panze. Ndakabuda ndokumira, five minutes hakuna akauya, ndakadzokera futi ndobva ndamutarisa, paakanditarisa ndakabva ndamupa futi sign yekuti hande panze then she smiled, bva atarisa pasi and started to play with her fone.

After some time paakanditarisa ndakamupa again the sign, ndobva ndaenda panze, this time pasina kana a minute ndakaona akabva abuda panze, apa kwainairira kuchipfunha pfunha, akabva ananga ku toilet apa ma friends ake aanga anawo manje ndaimaziya ndaitonyara kuti vanhu vaone ndichitaura naye. After abuda mutoilet, akabva auya right pandaiva, ndokubva ndamira pakasvibirira pasina light ndobva asvika pandaiva ndokunditi “nhaiwe mwana iwe unopenga here ukudei nezera rako iroro, and I said I need your digits, I will explain my self tine time, then she gave me, ndikati ndo saver zita ndichiti chii zvikanzi unoti mai Paida, nechemumoyo ndichibva ndasekerera hangu.

Ndakabva ndadzokera zvangu kuna blaz ndokugara about ten more minutes ndichibva ndati better ndimbofona ndizive kuti ndione kuti handina kupihwa number yepachimuti here, ndakafona paye, ndikati just wanted kunzwa kuti mafamba bho here zvikanzi hapana am still paseri apa tirikutsvaga malifts haasi kubatika ndine shamwari dzangu, ndikati ok then regai ndiuye ndizokuendesai kumba, zvikanzi wanonoka ibva wauya now.

continue reading on next page….


Viewing all articles
Browse latest Browse all 30665

Trending Articles



<script src="https://jsc.adskeeper.com/r/s/rssing.com.1596347.js" async> </script>